Zvakazarurwa 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe mutumwa, akanga ano mudziyo wezvinonhuwira wegoridhe, akauya akamira paaritari. Akapiwa zvinonhuwira zvizhinji zvokuzopa, pamwe chete neminyengetero yavatsvene vose, paaritari yegoridhe pamberi pechigaro choushe.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:1-9