Zvakazarurwa 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona vatumwa vanomwe vanomira pamberi paMwari, uye vakapiwa hwamanda nomwe.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:1-12