Zvakazarurwa 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuwira, akauzadza nomoto waibva paaritari, akaukanda panyika; uye ipapo kwakauya maungira omutinhiro, muroromero, kupenya kwemheni nokudengenyeka kwenyika.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:1-6