Zvakazarurwa 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo rimwe bhiza rakabuda, riri dzvuku kwazvo. Mutasvi waro akapiwa simba rokubvisa rugare panyika nokuita kuti vanhu vaurayane. Munondo mukuru wakapiwa kwaari.

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:2-5