Zvakazarurwa 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gwayana rakati razarura chisimbiso chechipiri, ndakanzwa chisikwa chipenyu chechipiri chichiti, “Uya!”

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:1-4