Zvakazarurwa 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarira, uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza jena! Akanga akaritasva akanga akabata uta, uye akapiwa korona, akakwira akabuda somukundi kuti andokunda.

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:1-4