Zvakazarurwa 6:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Vakadanidzira kumakomo nokumabwe vachiti, “Wirai pamusoro pedu uye mutivige kubva kuchiso chaiye anogara pachigaro choushe nepahasha dzeGwayana!

17. Nokuti zuva guru rehasha dzavo rasvika, uye ndianiko anogona kumira?”

Zvakazarurwa 6