Zvakazarurwa 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisikwa zvipenyu zvina zvakati, “Ameni,” uye vakuru vakawira pasi vakanamata.

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:12-14