Zvakazarurwa 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa zvisikwa zvose kudenga napanyika napasi penyika uye napamusoro pegungwa, nezvose zviri mazviri, zvichiimba zvichiti:“Kuna iye anogara pachigaro choushe uye nokuGwayana.Ngakuve nokurumbidzwa nokukudzwa nokubwinya uye nesimba,nokusingaperi-peri!”

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:4-14