Zvakazarurwa 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaimba nenzwi guru vachiti:“Gwayana ndiro rakafanira, iro rakanga raurayiwa,kuti rigamuchire simba nepfuma nouchenjeri nesimba nokukudzwa nokubwinyauye nokurumbidzwa!”

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:7-14