Zvakazarurwa 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadanidzira kumakomo nokumabwe vachiti, “Wirai pamusoro pedu uye mutivige kubva kuchiso chaiye anogara pachigaro choushe nepahasha dzeGwayana!

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:8-17