Zvakazarurwa 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo madzimambo enyika, machinda, vatungamiri, vapfumi, vane simba, navaranda vose uye navanhu vakasununguka vakavanda mumapako napakati pamabwe amakomo.

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:8-17