Zvakazarurwa 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoyambira mumwe nomumwe anonzwa mashoko ouprofita hwebhuku iri ndichiti: Kana munhu upi zvake akawedzera chinhu chipi zvacho kwaari, Mwari achawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:8-21