Zvakazarurwa 22:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:11-18