Zvakazarurwa 22:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ini Jesu, ndatuma mutumwa wangu kuti akupe uchapupu uhu hwekereke. Ndini mudzi worudzi rwaDhavhidhi, Nyamatsatse inopenya.”

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:11-19