Zvakazarurwa 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye, kana munhu upi zvake akatapudza mashoko kubva mubhuku iri rouprofita, Mwari achabvisa kubva kwaari mugove wake pamuti woupenyu nomuguta dzvene, izvo zvakanyorwa mubhuku iri.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:18-21