Zvakazarurwa 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakafamba vachidimbura napaupamhi hwenyika vakakomba misasa yavanhu vaMwari, iro guta raanoda. Asi moto wakaburuka uchibva kudenga ukavaparadza.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:1-11