Zvakazarurwa 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye achabuda kundonyengera ndudzi dziri kumativi mana enyika, Gogi naMagogi, kuti avaunganidzire kundorwa. Vakawanda sejecha rokumahombekombe egungwa.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:3-15