Zvakazarurwa 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye dhiabhori, uyo akavanyengera, akakandwa mudziva rinopfuta nesafuri, makanga makandwa chikara nomuprofita wenhema. Vacharwadziwa masikati nousiku nokusingaperi-peri.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:9-15