Zvakazarurwa 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndudzi dzose dzakanwa waini inopengesa youpombwe hwaro.Madzimambo enyika akaita upombwe naro,uye vashambadziri venyika vakapfuma kubva pakufadzwa kwaro kuzhinji.”

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:1-11