Zvakazarurwa 18:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akadanidzira nenzwi guru achiti:“Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru!Rava musha wamadhimoni nougaro hwemweya yose yakaipa,ugaro hweshiri dzose dzine tsvina nedzinonyangadza.

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:1-5