Zvakazarurwa 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake.

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:1-3