Zvakazarurwa 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti:“Budai mariri, vanhu vangu,kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro,kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo;

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:1-8