Zvakazarurwa 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa inzwi guru richibva mutemberi richiti: kuvatumwa vanomwe, “Endai, mundodurura ndiro nomwe dzehasha dzaMwari panyika.”

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:1-2