Zvakazarurwa 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wokutanga akaenda akandodurura ndiro yake panyika, uye maronda akaipa, anorwadza akabuda muvanhu vakanga vano mucherechedzo wechikara uye vachinamata mufananidzo wacho.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:1-4