Zvakazarurwa 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye temberi yakazadzwa noutsi hunobva pakubwinya kwaMwari napasimba rake, uye hakuna munhu aigona kupinda mutemberi kusvikira matambudziko manomwe avatumwa vanomwe apera.

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:1-8