Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakaimba rwiyo rwaMozisi muranda waMwari norwiyo rweGwayana, vachiti:“Mabasa enyu makuru uye anoshamisa,Ishe Mwari Wamasimba Ose.Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,imi Mambo wamakore.

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:1-8