Zvakazarurwa 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko angarega kukutyai,imi Ishe, nokupa mbiri kuzita renyu?Nokuti ndimi moga mutsvene.Ndudzi dzose dzichauya dzigonamata pamberi penyu,nokuti mabasa enyu akarurama akaratidzwa.”

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:3-6