Zvakazarurwa 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona chaitaridzika segungwa regirazi rakavhenganiswa nomoto uye parutivi rwegungwa pakanga pamire, avo vakanga vakunda chikara nomufananidzo wacho uye nechiverengo chezita racho. Vakabata madimbwa avakanga vapiwa naMwari

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:1-8