Zvakazarurwa 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaona kudenga chimwe chiratidzo chikuru chinoshamisa ichi: vatumwa vanomwe namatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti nawo hasha dzaMwari dzakapera.

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:1-5