Zvakazarurwa 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechitatu akavatevera uye akati nenzwi guru: “Kana munhu achinamata chikara nechifananidzo chacho uye akapiwa mucherechedzo wacho pahuma kana pamaoko,

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:1-11