Zvakazarurwa 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechipiri akatevera akati, “Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru, rakaita kuti ndudzi dzose dzinwe waini inopengesa youpombwe hwaro.”

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:1-12