Zvakazarurwa 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati nenzwi guru, “Ityai Mwari uye mumupe mbiri, nokuti nguva yokutonga kwake yasvika. Namatai iye akaita matenga, nyika, gungwa namatsime emvura.”

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:3-11