Zvakazarurwa 14:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naiyewo achanwa waini yokutsamwa kwaMwari, yakadirwa sezvairi mumukombe wehasha dzaMwari. Achatambudzwa nesafuri inopfuta pamberi pavatumwa vatsvene napamberi peGwayana.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:2-11