Zvakazarurwa 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwezve mutumwa, akanga ane simba pamusoro pomoto, akabuda achibva paaritari akadanidzira nenzwi guru kuna iye akanga ane jeko rinopinza akati, “Tora jeko rako rinopinza ugounganidza masumbu amazambiringa anobva pamuzambiringa wenyika, nokuti mazambiringa awo aibva.”

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:16-20