Zvakazarurwa 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa akavheyesa jeko rake panyika, akaunganidza mazambiringa awo uye akaakanda muchisviniro chikuru chewaini chehasha dzaMwari.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:13-20