Zvakazarurwa 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe mutumwa akabuda mutemberi iri mudenga, naiyewo akanga ane jeko rinopinza.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:14-20