Zvakazarurwa 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakatarisa, uye ipapo pamberi pangu pakanga pane Gwayana, rimire paGomo reZioni, uye rakanga rina vanhu zviuru zana namakumi mana navana vakanga vakanyorwa zita raro nezita raBaba varo pahuma dzavo.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:1-7