Zvakazarurwa 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakanzwa inzwi richibva kudenga rakaita somubvumo wemvura zhinji uye samaungira omutinhiro. Inzwi randakanzwa rakanga rakaita seravaridzi vorudimbwa vanoridza rudimbwa rwavo.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:1-12