Zvakazarurwa 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvinoda uchenjeri. Kana pano munhu anoziva, ngaaverenge chiverengo chechikara, nokuti ndicho chiverengo chomunhu. Chiverengo chacho ndichochi: Mazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:9-18