Zvakazarurwa 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti kurege kuva nomunhu angagona kutenga kana kutengesa kunze kwokunge ano mucherechedzo, unova ndiwo zita rechikara kana chiverengo chezita racho.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:7-18