Zvakazarurwa 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakanamata shato nokuti yakanga yapa simba kuchikara, uye vakanamatawo chikara vachiti, “Ndianiko akaita sechikara? Ndianiko angarwa nacho?”

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:1-8