Zvakazarurwa 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wemisoro yechikara wakaita sowakuvadzwa kusvikira parufu, asi vanga raifanira kuchiuraya rakanga rapora. Nyika yose yakashamiswa uye ikatevera chikara.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:1-9