Zvakazarurwa 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chikara chakapiwa muromo wokutaura mashoko okuzvikudza neokumhura nokushandisa simba racho kwemwedzi makumi mana nemiviri.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:2-14