Zvakazarurwa 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muswe wayo wakatsvaira chetatu chenyeredzi kubva kudenga uye ukadzikanda pasi. Shato yakamira pamberi pomukadzi akanga ava kuzvara, kuitira kuti iparadze mwana wake kana angozvarwa.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-13