Zvakazarurwa 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga: shato huru tsvuku ine misoro minomwe nenyanga gumi nekorona nomwe mumisoro yayo.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-6