Zvakazarurwa 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akazvara mwanakomana, munhurume, achazotonga ndudzi dzose netsvimbo yesimbi. Uye mwana wake akatorwa akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choushe.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-7