Zvakazarurwa 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo temberi yaMwari iri kudenga yakazarurwa, uye mukati metemberi yake makaonekwa areka yake yesungano. Uye ipapo kwakava nokupenya kwemheni, muroromero, maungira omutinhiro, kudengenyeka nemvura yechimvuramabwe yakawanda.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:9-19