Zvakazarurwa 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chiratidzo chikuru uye chinoshamisa chakaonekwa kudenga: mukadzi akanga akapfeka zuva, uye mwedzi uri pasi petsoka dzake, nekorona ine nyeredzi gumi nembiri pamusoro wake.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-11