Zvakazarurwa 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzakatsamwa;uye hasha dzenyu dzauya.Nguva yokutonga vakafa yasvika,neyokupa varanda venyu vaprofita mubayiro,uye navatsvene venyu naavo vanotya zita renyu,zvose vaduku navakuru,uye neyokuparadza avo vanoparadza nyika.”

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:13-19